Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pakwakachena vaJudha vakaita bangano vakazvisunga nemhiko yokuti havambodya kana kunwa kusvikira vatouraya Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino kwakati kwaedza, ʋaJuda ʋakaita raŋgano, ʋakaɀisuŋga nokupika, ʋaciti, haʋaŋgadyi kana kunwa kuȿikira ʋaʋuraya Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino kwakati kwaedza, vaJudha vakaita rangano, vakazvisunga nokupika, vachiti, havangadyi kana kunwa kusvikira vauraya Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pakwakachena vaJudha vakaita bangano vakazvisunga nemhiko yokuti havambodya kana kunwa kusvikira vatouraya Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Pakwakachena vaJudha vakaita bangano vakazvisunga nemhiko yokuti havambodya kana kunwa kusvikira vatouraya Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Fume mangwana, vaJudha vakaita rangano vakazvisunga nemhiko kuti varege kudya kana kunwa kusvikira vauraya Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy