Mabasa 23:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kupikisana uku zvakwakasvika pokuti bata wabata, mukuru mukuru wamasoja, nokutya kuti Pauro angangodamburwa damburwa navo, akati masoja adzike andomutora nechisimba pakati pavo vamuunze munzvimbo inogara masoja. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino kupesana kukuru kuciɗa kumuka, mukuru wecuru camazana akatya kuti Pauro uŋgabvamburwa naʋo, akaraira ʋarwi kuti ʋaɓuruke, ʋamubvute pakati paʋo, ʋamuise muimba yaʋarwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino kupesana kukuru kuchida kumuka, mukuru wechiuru chamazana akatya kuti Pauro angabvamburwa navo, akarayira varwi kuti vaburuke, vamubvute pakati pavo, vamuise muimba yavarwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kupikisana uku zvakwakasvika pokuti bata wabata, mukuru mukuru wamasoja, nokutya kuti Pauro angangodamburwa damburwa navo, akati masoja adzike andomutora nechisimba pakati pavo vamuunze munzvimbo inogara masoja. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Kupikisana uku zvakwakasvika pokuti bata wabata, mukuru mukuru wamasoja, nokutya kuti Pauro angangodamburwa damburwa navo, akati masoja adzike andomutora nechisimba pakati pavo vamuunze munzvimbo inogara masoja. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Kupesana kwakava nemhirizhonga zvokuti mukuru wamauto akatya kuti Pauro angangobvamburwa-bvamburwa navo. Akarayira varwi kuti vaburuke vandomutora vamubvise kwavari nechisimba vagomuendesa kudzimba dzavarwi. Viz kapitola |