Mabasa 22:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Pandakanga ndiri parwendo rwangu, ndavakusvika kuDhamasikusi, kumasikati–sikati, chiedza chikuru chakabva kudenga chikandipoteredza nokupenya kwacho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino ndakati ndicifamba, ndosweɗera Damasko, aneŋge masikati, pakarepo ndikapenyerwa kwose neciedza cikuru, caibva kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Zvino ndakati ndichifamba, ndoswedera Dhamasiko, anenge masikati, pakarepo ndikapenyerwa kwose nechiedza chikuru, chaibva kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Pandakanga ndiri parwendo rwangu, ndavakusvika kuDhamasikusi, kumasikati–sikati, chiedza chikuru chakabva kudenga chikandipoteredza nokupenya kwacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Pandakanga ndiri parwendo rwangu, ndavakusvika kuDhamasikusi, kumasikati–sikati, chiedza chikuru chakabva kudenga chikandipoteredza nokupenya kwacho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Nenguva dzinenge dzamasikati pandakanga ndoswedera pedyo neDhamasiko, pakarepo chiedza chakabva kudenga chikandipenyera kumativi ose. Viz kapitola |