Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 22:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mutungamiri wezana paakazvinzwa akaenda kumukuru mukuru wamasoja uya akati kwaari, “Ko chii chamuri kuda kuita ichi. Munhu uyu muRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino mukuru wezana wakati aciɀinzwa, akaenda kumukuru wecuru camazana, akamuʋudza akati: Munoɗa kuiteiko? Nokuti munhu uyu muRoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino mukuru wezana wakati achizvinzwa, akaenda kumukuru wechiuru chamazana, akamuudza akati, “Munoda kuiteiko? Nokuti munhu uyu muRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mutungamiri wezana paakazvinzwa akaenda kumukuru mukuru wamasoja uya akati kwaari, “Ko chii chamuri kuda kuita ichi. Munhu uyu muRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Mutungamiri wezana paakazvinzwa akaenda kumukuru mukuru wamasoja uya akati kwaari, “Ko chii chamuri kuda kuita ichi. Munhu uyu muRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Mukuru wezana akati anzwa izvi, akaenda kumukuru wavarwi akandomuzivisa izvozvo, akati, “Muchaita seiko zvino? Munhu uyu muRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 22:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy