Mabasa 22:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ropa raSitefani chapupu chenyu parakadeurwa ndakanga ndimire pedyo ndichitowirirana nazvo uye ndichitochengeta hanzu dzevakanga vachimuuraya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋuye, musi wakaɗururwa ropa raStefano, capupu cenyu, neni ʋo ndakaŋga ndimire’po, ndicibvumira, ndikaceŋgeta ŋguʋo dzaʋaimuʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 uye, musi wakadururwa ropa raSitefano, chapupu chenyu, neniwo ndakanga ndimirepo, ndichibvumira, ndikachengeta nguo dzavaimuuraya.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ropa raSitefani chapupu chenyu parakadeurwa ndakanga ndimire pedyo ndichitowirirana nazvo uye ndichitochengeta hanzu dzevakanga vachimuuraya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ropa raSitefani chapupu chenyu parakadeurwa ndakanga ndimire pedyo ndichitowirirana nazvo uye ndichitochengeta hanzu dzevakanga vachimuuraya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye pavakateura ropa raSitefani chapupu chenyu, ndakanga ndimirepo ndichitenderana nazvo uye ndakachengeta nhumbi dzaivo vaimuuraya.’ Viz kapitola |