Mabasa 22:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 ndava muMweya, ndakaona Tenzi achiti kwandiri, ‘Kurumidza ubude muJerusaremu nokukasika nokuti havasikuzogamuchira umboo hwako nezvangu.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ndikamuʋona, aciti kwandiri: Kurumidza, ubve Jerusarema ɀino‐ɀino, nokuti haʋaŋgagamuciri kupupura kwako pamsoro paŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 ndikamuona, achiti kwandiri, ‘Kurumidza, ubve Jerusaremu zvino-zvino, nokuti havangagamuchiri kupupura kwako pamusoro pangu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 ndava muMweya, ndakaona Tenzi achiti kwandiri, ‘Kurumidza ubude muJerusaremu nokukasika nokuti havasikuzogamuchira umboo hwako nezvangu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 ndava muMweya, ndakaona Tenzi achiti kwandiri, ‘Kurumidza ubude muJerusaremu nokukasika nokuti havasikuzogamuchira umboo hwako nezvangu.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 ndikaona Ishe achitaura kwandiri achiti, ‘Kurumidza kubva muJerusarema izvozvi, nokuti vanhu havangagamuchiri uchapupu hwako.’ Viz kapitola |