Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 22:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Iye akati, “Mwari wamadzibaba edu akakusarudza kuti uzive zvaanoda, uye kuti uone Mururami uyewo kuti unzwe izwi rinobva mumuromo make

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Iye akati: Mŋari wamadziɓaɓa eɗu wakakusanaŋgura, kuti uziʋe kuɗa kwake, nokumuʋona iye wakarurama, nokunzwa inzwi, rinobva mumuromo make.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Iye akati, ‘Mwari wamadzibaba edu akakutsanangura, kuti uzive kuda kwake, nokumuona iye wakarurama, nokunzwa inzwi, rinobva mumuromo make.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Iye akati, “Mwari wamadzibaba edu akakusarudza kuti uzive zvaanoda, uye kuti uone Mururami uyewo kuti unzwe izwi rinobva mumuromo make

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Iye akati, “Mwari wamadzibaba edu akakusarudza kuti uzive zvaanoda, uye kuti uone Mururami uyewo kuti unzwe izwi rinobva mumuromo make

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “Ipapo akati, ‘Mwari wamadzibaba edu akusarudza iwe kuti uzive kuda kwake uone Iye Akarurama uye unzwe mashoko anobva mumuromo make.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 22:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy