Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 22:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akauya kwandiri akasvikomira pandiri akanditi, ‘Hama Sauro chikwanisa kuonazve.’ ” Ndakabva ndava kuona, ndikamuonawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 akaʋuya kwandiri, akamira, akati kwandiri: Sauro, hama, ciʋona! Neŋguʋa iyo ndikamuʋona.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 akauya kwandiri, akamira, akati kwandiri, ‘Sauro, hama, chiona!’ Nenguva iyo ndikamuona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akauya kwandiri akasvikomira pandiri akanditi, ‘Hama Sauro chikwanisa kuonazve.’ ” Ndakabva ndava kuona, ndikamuonawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Akauya kwandiri akasvikomira pandiri akanditi, ‘Hama Sauro chikwanisa kuonazve.’ ” Ndakabva ndava kuona, ndikamuonawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Akamira neni akati, ‘Hama Pauro, chiona!’ uye nenguva yakare iyoyo ndakakwanisa kumuona.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 22:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy