Mabasa 21:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ramangwana takasimuka tikasvika kuSezaria tikanopinda mumba maFiripi, muparidzi aiva mumwe wavanomwe vaya, tikagara naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Fume maŋgwana tikabva’po, tikaȿika Kesaria; ipapo tikapinda mumba maFiripo, Muevaŋgeri, mumŋe waʋanomŋe, tikagara naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Fume mangwana tikabvapo, tikasvika Kesaria; ipapo tikapinda mumba maFiripi, Muvhangeri, mumwe wavanomwe, tikagara naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ramangwana takasimuka tikasvika kuSezaria tikanopinda mumba maFiripi, muparidzi aiva mumwe wavanomwe vaya, tikagara naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ramangwana takasimuka tikasvika kuSezaria tikanopinda mumba maFiripi, muparidzi aiva mumwe wavanomwe vaya, tikagara naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zuva rakatevera takabvapo, tikandosvika kuKesaria tikandogara pamba pomuvhangeri Firipi, mumwe wavaya vanomwe. Viz kapitola |