Mabasa 21:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Rwendo rwedu rwokubva kuTire rwakapera nokusvika kwatakaita kuToremaisi. Takakwazisa vehama tikagara navo zuva rimwechete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Isu takati tapedza rwendo ticibva Tire, tikaȿika Toremai, tikakwazisa hama, ndokuswera zuʋa rimŋe naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Isu takati tapedza rwendo tichibva Tire, tikasvika Toremai, tikakwazisa hama, ndokuswera zuva rimwe navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Rwendo rwedu rwokubva kuTire rwakapera nokusvika kwatakaita kuToremaisi. Takakwazisa vehama tikagara navo zuva rimwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Rwendo rwedu rwokubva kuTire rwakapera nokusvika kwatakaita kuToremaisi. Takakwazisa vehama tikagara navo zuva rimwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Takapfuurira mberi norwendo rwedu tichibva kuTire tikandoburuka chikepe paToremai, patakakwazisana nehama tikagara zuva rimwe chete navo. Viz kapitola |