Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 20:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Rimwe jaya rainzi Yutikusi rakanga rakagara pawindo, rakabatwa nehope zvikuru Pauro paakaramba achingotaura. Paakakundwa nehope akaputsikira pasi kubva panhurikidzwa yechitatu vakazomutora iye atofa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino pawindi pakaŋga pagere rimŋe jaya, rainzi Yutiko, rikaɓatwa nehope kwaɀo; ɀino Pauro, wakati aciŋgoramba aciparidza, iye akaɓatwa nehope, akawira pasi, acibva paimba yecitatu yokumsoro, akasimudzwa afa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino pawindo pakanga pagere rimwe jaya, rainzi Yutiko, rikabatwa nehope kwazvo; zvino Pauro, akati achingoramba achiparidza, iye akabatwa nehope, akawira pasi, achibva paimba yechitatu yokumusoro, akasimudzwa afa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Rimwe jaya rainzi Yutikusi rakanga rakagara pawindo, rakabatwa nehope zvikuru Pauro paakaramba achingotaura. Paakakundwa nehope akaputsikira pasi kubva panhurikidzwa yechitatu vakazomutora iye atofa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Rimwe jaya rainzi Yutikusi rakanga rakagara pawindo, rakabatwa nehope zvikuru Pauro paakaramba achingotaura. Paakakundwa nehope akaputsikira pasi kubva panhurikidzwa yechitatu vakazomutora iye atofa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Pawindo pakanga pagere jaya rainzi Yutiko, uyo akanga abatwa nehope chaizvo sezvo Pauro akanga achingoramba achitaura. Paakanga anyatsobatwa nehope akawira pasi achibva paimba yechitatu yapamusoro akazonongwa afa.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 20:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy