Mabasa 20:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Kunyange mukati menyu iyemi muchamuka varume vachataura zvakatsauka kuti vakwezvere vadzidzi kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ʋuye, napakati penyu pamene pacamuka ʋarume, ʋacataura ɀinopesanisa, kuti ʋatsause ʋadzidzi ʋaʋateʋere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Uye, napakati penyu pamene pachamuka varume, vachataura zvinopesanisa, kuti vatsause vadzidzi vavatevere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Kunyange mukati menyu iyemi muchamuka varume vachataura zvakatsauka kuti vakwezvere vadzidzi kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Kunyange mukati menyu iyemi muchamuka varume vachataura zvakatsauka kuti vakwezvere vadzidzi kwavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Kunyange pakati penyu iyemi vanhu vachamuka vachiminamisa chokwadi vachiitira kuti vatape vadzidzi kuti vavatevere. Viz kapitola |