Mabasa 20:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Nezvo ndinotaura pachena kwamuri mose nhasi uno kuti ini mhosva handisisina, wafa wafa, wasara wasara Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Naiɀoɀo ndinokupupurirai nhasi kuti ndakacena paropa raʋanhu ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Naizvozvo ndinokupupurirai nhasi kuti ndakachena paropa ravanhu vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Nezvo ndinotaura pachena kwamuri mose nhasi uno kuti ini mhosva handisisina, wafa wafa, wasara wasara Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Nezvo ndinotaura pachena kwamuri mose nhasi uno kuti ini mhosva handisisina, wafa wafa, wasara wasara Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Naizvozvo ndinotaura kwamuri nhasi kuti handina mhosva yeropa ravanhu vose. Viz kapitola |