Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 20:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 ndichishandira Tenzi nokuzvidukupisa nemisodzi padama nemiedzo zvakandiwira pamusana pamabangano avaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 ndiciɓatira Ishe nokuɀininipisa ɀikuru, nemisodzi, namaɗambudziko akandiwira neraŋgano dzakaipa dzaʋaJuda;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 ndichibatira Ishe nokuzvininipisa zvikuru, nemisodzi, namadambudziko akandiwira nerangano dzakaipa dzavaJudha;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 ndichishandira Tenzi nokuzvidukupisa nemisodzi padama nemiedzo zvakandiwira pamusana pamabangano avaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 ndichishandira Tenzi nokuzvidukupisa nemisodzi padama nemiedzo zvakandiwira pamusana pamabangano avaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ndakashumira Ishe nokuzvininipisa zvikuru uye nemisodzi, kunyange ndakaedzwa zvikuru nerangano dzavaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 20:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy