Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 20:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Takabvapo nechikepe. Mangwana acho takasvika pakatarisana neKiosi. Ramangwana acho takapfuura napaSamosi. Ramangwanawo tikasvika kuMiretusi

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 tikabva ipapo necikepe, fume maŋgwana tikaȿika pakatarisana neKiyo; fume maŋgwana tikapfuʋura napaSamo; fume maŋgwana ɀe tikaȿika Mireto.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 tikabva ipapo nechikepe, fume mangwana tikasvika pakatarisana neKiyo; fumwe mangwana tikapfuura napaSamo; fumwe mangwanazve tikasvika Mireto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Takabvapo nechikepe. Mangwana acho takasvika pakatarisana neKiosi. Ramangwana acho takapfuura napaSamosi. Ramangwanawo tikasvika kuMiretusi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Takabvapo nechikepe. Mangwana acho takasvika pakatarisana neKiosi. Ramangwana acho takapfuura napaSamosi. Ramangwanawo tikasvika kuMiretusi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Fume mangwana takamukapo nechikepe tikandosvika pakatarisana neKiyosi. Zuva rakatevera iroro takayambuka tikasvika kuSamosi, uye zuva rakatevera takasvika paMiretasi.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 20:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy