Mabasa 20:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pauro akakwirazve kuimba yokumusoro akamedura chingwa akadya akataura kusvika kunze kwachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akakwira, akameɗura ciŋgwa, akadya, akataura naʋo ŋguʋa refu kuȿikira kuciedza, ndokuenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Akakwira, akamedura chingwa, akadya, akataura navo nguva refu kusvikira kuchiedza, ndokuenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pauro akakwirazve kuimba yokumusoro akamedura chingwa akadya akataura kusvika kunze kwachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pauro akakwirazve kuimba yokumusoro akamedura chingwa akadya akataura kusvika kunze kwachena. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo akakwirazve paimba yapamusoro akamedura chingwa akadya. Shure kwokutaura navo kusvikira kwaedza, akazoenda hake. Viz kapitola |