Mabasa 2:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Vaitengesa zvavaiva nazvo nezvinhu zvavo vachizvigovera vose, munhu achipiwa zvaainge asina. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 ʋakateŋgesa fuma yaʋo nenhumbi, ʋakagoʋana naʋose, mumŋe nomumŋe paakashaiwa napo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 vakatengesa pfuma yavo nenhumbi, vakagovana navose, mumwe nomumwe paakashayiwa napo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Vaitengesa zvavaiva nazvo nezvinhu zvavo vachizvigovera vose, munhu achipiwa zvaainge asina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Vaitengesa zvavaiva nazvo nezvinhu zvavo vachizvigovera vose, munhu achipiwa zvaainge asina. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Vachitengesa zvavaiva nazvo nenhumbi dzavo, vakapa kuna ani naani aishayiwa. Viz kapitola |