Mabasa 2:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Saizvozvo avo vakagamuchira shoko rake vakaombekwa vakabva vawanziridzwa musi iwoyo navanhu vanosvika zviuru zvitatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino aʋo ʋakagamucira shoko rake, ʋakabapatidzwa; nezuʋa iro ʋanhu ʋaneŋge ɀuru ɀitatu ʋakawedzerwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Zvino avo vakagamuchira shoko rake, vakabhabhatidzwa; nezuva iro vanhu vanenge zviuru zvitatu vakawedzerwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Saizvozvo avo vakagamuchira shoko rake vakaombekwa vakabva vawanziridzwa musi iwoyo navanhu vanosvika zviuru zvitatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Saizvozvo avo vakagamuchira shoko rake vakaombekwa vakabva vawanziridzwa musi iwoyo navanhu vanosvika zviuru zvitatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Avo vakagamuchira shoko rake vakabhabhatidzwa, uye pazuva iro, vanhu vanenge zviuru zvitatu vakawedzerwa pauwandu hwavo. Viz kapitola |