Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 2:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Asi Mwari akamumutsa amusunungura marwadzo orufu nokuti zvakanga zvisingagoneki kuti arambe akasungwa narwo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 iye wakamutswa naMŋari, amusunuŋgura pakurwadziwa kworufu; nokuti ɀakaŋga ɀisiŋgabviri kuti aɓatwe narwo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 iye akamutswa naMwari, amusunungura pakurwadziwa kworufu; nokuti zvakanga zvisingabviri kuti abatwe narwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Asi Mwari akamumutsa amusunungura marwadzo orufu nokuti zvakanga zvisingagoneki kuti arambe akasungwa narwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Asi Mwari akamumutsa amusunungura marwadzo orufu nokuti zvakanga zvisingagoneki kuti arambe akasungwa narwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, akamusunungura kubva pakurwadza kworufu, nokuti zvakanga zvisingagoni kuti rufu rumubate.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 2:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy