Mabasa 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti vanhu ava havana kudhakwa sezvamuri kufunga nokuti ruchiri rudziyakamwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 nokuti aʋa haʋana‐kuɓatwa, seɀamunofuŋga imi, ɀaiciri ŋguʋa yecitanhatu yezuʋa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 nokuti ava havana kubatwa, sezvamunofunga imi, zvaichiri nguva yechitanhatu yezuva, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti vanhu ava havana kudhakwa sezvamuri kufunga nokuti ruchiri rudziyakamwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 nokuti vanhu ava havana kudhakwa sezvamuri kufunga nokuti ruchiri rudziyakamwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vanhu ava havana kudhakwa sezvamunofungidzira zvaichiri nguva yepfumbamwe mangwanani kudai! Viz kapitola |