Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 19:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Akavati, “Ko zvino makaombekwa noruombeko rwupi?” Ivo vakati, “Noruombeko rwaJohani.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Akati: Ko makabapatidzwa norubapatidzo rwupiko? Ʋakati: Norubapatidzo rwaJohane.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Akati, “Ko makabhabhatidzwa norubhabhatidzo rupiko?” Vakati, “Norubhabhatidzo rwaJohani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Akavati, “Ko zvino makaombekwa noruombeko rwupi?” Ivo vakati, “Noruombeko rwaJohani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Akavati, “Ko zvino makaombekwa noruombeko rwupi?” Ivo vakati, “Noruombeko rwaJohani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Saka Pauro akavabvunza akati, “Zvino makagamuchira rubhabhatidzo rupi?” Vakapindura vakati, “Rubhabhatidzo rwaJohani.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 19:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy