Mabasa 19:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi mweya wakaipa wakapindura uchiti, “Jesu ndinomuziva naPauro ndinomuziva asi imi ndimi vana ani.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mŋeya wakaipa ukapindura, ukati kwaʋari: Jesu ndinomuziʋa, naPauro ndinomuziʋa, asi imi ndimi ʋananiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Mweya wakaipa ukapindura, ukati kwavari, “Jesu ndinomuziva, naPauro ndinomuziva, asi imi ndimi vanaaniko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi mweya wakaipa wakapindura uchiti, “Jesu ndinomuziva naPauro ndinomuziva asi imi ndimi vana ani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi mweya wakaipa wakapindura uchiti, “Jesu ndinomuziva naPauro ndinomuziva asi imi ndimi vana ani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Rimwe zuva mweya wakaipa wakavapindura ukati, “Jesu ndinomuziva, uye ndinoziva nezvaPauro, asi imi ndimi vanaaniko?” Viz kapitola |