Mabasa 18:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akatangisa kutaura nechivindi musinagogu. Pirisira naAkwira pavakamunzwa vakamutora vakamutsanangurira nzira dzaMwari nemazvo chaimo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Iye akataŋga kutaura musinagoge asiŋgatyi. Ɀino Prisira naAkwira ʋakati ʋamunzwa, ʋakamutora, ʋakanatsomuɗudzira nzira yaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Iye akatanga kutaura musinagoge asingatyi. Zvino Pirisira naAkwira vakati vamunzwa, vakamutora, vakanatsomududzira nzira yaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akatangisa kutaura nechivindi musinagogu. Pirisira naAkwira pavakamunzwa vakamutora vakamutsanangurira nzira dzaMwari nemazvo chaimo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Akatangisa kutaura nechivindi musinagogu. Pirisira naAkwira pavakamunzwa vakamutora vakamutsanangurira nzira dzaMwari nemazvo chaimo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Akatanga kutaura musinagoge asingatyi. Pirisira naAkwira vakati vamunzwa, vakamukoka kumba kwavo vakamutsanangurira nzira yaMwari zvizere. Viz kapitola |