Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 18:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akanga akadzidziswa nzira yaTenzi uye nemwoyo wake wose aitaura nokudzidzisa nemazvo chaimo zvaJesu kunyange aiziva ruombeko rwaJohani chete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Uyu wakaŋga adzidziswa nzira yaShe, akashiŋgaira nomŋeya, acitaura nokunatso‐dzidzisa ɀaJesu, aciziʋa rubapatidzo rwaJohane ɓedzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Uyu akanga adzidziswa nzira yaIshe, akashingaira nomweya, achitaura nokunatsodzidzisa zvaJesu, achiziva rubhabhatidzo rwaJohani bedzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akanga akadzidziswa nzira yaTenzi uye nemwoyo wake wose aitaura nokudzidzisa nemazvo chaimo zvaJesu kunyange aiziva ruombeko rwaJohani chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Akanga akadzidziswa nzira yaTenzi uye nemwoyo wake wose aitaura nokudzidzisa nemazvo chaimo zvaJesu kunyange aiziva ruombeko rwaJohani chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Akanga akadzidziswa nzira yaShe, uye aitaura nesimba guru achinyatsodzidzisa nezvaJesu, kunyange zvake aingoziva nezvorubhabhatidzo rwaJohani.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 18:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy