Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 18:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mumwe muJudha ainzi Aporosi, mugari wokuArekizandiria akauya kuEfesusi. Akanga ari nyanzvi yokutaura, munhu akanga akadzidza kwazvo Magwaro Matsvene.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino mumŋe muJuda wainzi Aporo, worudzi rwapaAreksandria, murume wakaŋga akadzidza ɀikuru, wakaȿika Efeso; wakaŋga anesimba pamagwaro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino mumwe muJudha ainzi Aporo, worudzi rwapaArekizandiria, murume akanga akadzidza zvikuru, akasvika Efeso; akanga ane simba pamagwaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mumwe muJudha ainzi Aporosi, mugari wokuArekizandiria akauya kuEfesusi. Akanga ari nyanzvi yokutaura, munhu akanga akadzidza kwazvo Magwaro Matsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Mumwe muJudha ainzi Aporosi, mugari wokuArekizandiria akauya kuEfesusi. Akanga ari nyanzvi yokutaura, munhu akanga akadzidza kwazvo Magwaro Matsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Zvichakadaro, mumwe muJudha ainzi Aporosi, chizvarwa cheArekizandiria, akasvika kuEfeso. Akanga ari murume akadzidza, aino ruzivo rwaMagwaro chaizvo.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 18:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy