Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 18:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Pauro paakanga ava kuda kutaura, Gario akati kuvaJudha, “Dai yanga iri mhosva kana kuti kutadza kwakaipisisa, ndaiwana chikonzero chokukuitirai mwoyo murefu, vaJudha imi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino Pauro wakati oɗa kushamisa muromo wake, Gario akati kuʋaJuda: Ƌai yaiʋa mhoȿa yeɀisakarurama, kana kutadza kwakaipa, ndaifanira kuʋa nomŋoyo murefu kwamuri, imi ʋaJuda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino Pauro akati oda kushamisa muromo wake, Gario akati kuvaJudha, “Dai yaiva mhosva yezvisakarurama, kana kutadza kwakaipa, ndaifanira kuva nomwoyo murefu kwamuri, imi vaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Pauro paakanga ava kuda kutaura, Gario akati kuvaJudha, “Dai yanga iri mhosva kana kuti kutadza kwakaipisisa, ndaiwana chikonzero chokukuitirai mwoyo murefu, vaJudha imi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Pauro paakanga ava kuda kutaura, Gario akati kuvaJudha, “Dai yanga iri mhosva kana kuti kutadza kwakaipisisa, ndaiwana chikonzero chokukuitirai mwoyo murefu, vaJudha imi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Pauro akati oda kutaura, Gario akati kuvaJudha, “Kana imi vaJudha manga muchinyunyuta pamusoro pemhosva yezvisakarurama kana kutadza kwakaipisisa, zvainge zviri nyore kwandiri kuti ndikuteererei.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 18:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy