Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 vachiti murume uyu anokurudzira vanhu kunamata Mwari zvisiri pamurao.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 ʋaciti: Uyu unogombedzera ʋanhu kuti ʋanamate Mŋari nenzira isiŋgatenderwi nomurairo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 vachiti, “Uyu anogombedzera vanhu kuti vanamate Mwari nenzira isingatenderwi nomurayiro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 vachiti murume uyu anokurudzira vanhu kunamata Mwari zvisiri pamurao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 vachiti murume uyu anokurudzira vanhu kunamata Mwari zvisiri pamurao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Vakati, “Munhu uyu, ari kugombedzera vanhu kuti vanamate Mwari nenzira inopesana nomurayiro.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy