Mabasa 17:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 pamusana pokuti akatema zuva raachatonga pasi pose noruenzaniso uye nokumunhu waakasarudza. Izvi zvakasimbisiswa kuna vanhu vose nokumumutswa kwaakaita kuvakafa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Nokuti wakatara zuʋa, raacatoŋga nyika naro nokururama, nomurume waakagadza; akasimbisa shoko iro kunaʋose, pakumumutsa kuʋakafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Nokuti akatara zuva, raachatonga nyika naro nokururama, nomurume waakagadza; akasimbisa shoko iro kuna vose, pakumumutsa kuvakafa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 pamusana pokuti akatema zuva raachatonga pasi pose noruenzaniso uye nokumunhu waakasarudza. Izvi zvakasimbisiswa kuna vanhu vose nokumumutswa kwaakaita kuvakafa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 pamusana pokuti akatema zuva raachatonga pasi pose noruenzaniso uye nokumunhu waakasarudza. Izvi zvakasimbisiswa kuna vanhu vose nokumumutswa kwaakaita kuvakafa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Nokuti akatara zuva raachatonga nyika nokururamisira nomurume waakagadza. Akaratidza izvi kuvanhu vose nokumumutsa kubva kuvakafa.” Viz kapitola |