Mabasa 17:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 achitsanangura nokuratidza kuti zvaifanirwa kuti Kristu atambudzike uye kuti amuke muvakafa uye achiti Jesu wandinoparidza kwamuri ndiye Mesia iyeyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 aciʋazarurira nokuʋaziʋisa, kuti Kristu waifanira kutambudzika nokumuka kuʋakafa, ʋuye kuti Jesu uyu, wandinokuparidzirai, ndiye Kristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 achivazarurira nokuvazivisa, kuti, “Kristu aifanira kutambudzika nokumuka kuvakafa, uye kuti Jesu uyu, wandinokuparidzirai, ndiye Kristu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 achitsanangura nokuratidza kuti zvaifanirwa kuti Kristu atambudzike uye kuti amuke muvakafa uye achiti Jesu wandinoparidza kwamuri ndiye Mesia iyeyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 achitsanangura nokuratidza kuti zvaifanirwa kuti Kristu atambudzike uye kuti amuke muvakafa uye achiti Jesu wandinoparidza kwamuri ndiye Mesia iyeyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 achitsanangura nokuvaratidza kuti Kristu aifanira kutambudzika uye agomuka kubva kuvakafa. Akati, “Jesu uyu wandinokuparidzirai ndiye Kristu.” Viz kapitola |