Mabasa 17:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Chiripo ndechokuti, ‘Upenyu hwedu huri maari kuti tifambe ndiye uye kuti tivepo ndiye,’ sokutaura kwavanyori venyu venhetembo vachiti, ‘Zvechokwadi tiri vana vake.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nokuti maari tinoʋupenyu, tinofamba, tiri’po; seɀaʋakareʋa ʋamŋe ʋanyori ʋenziyo ʋokwenyu, ʋaciti: Nokuti tiri rudzi rwake ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Nokuti maari tino upenyu, tinofamba, tiripo; sezvavakareva vamwe vanyori venziyo vokwenyu, vachiti, ‘Nokuti tiri rudzi rwakewo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Chiripo ndechokuti, ‘Upenyu hwedu huri maari kuti tifambe ndiye uye kuti tivepo ndiye,’ sokutaura kwavanyori venyu venhetembo vachiti, ‘Zvechokwadi tiri vana vake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 “Chiripo ndechokuti, ‘Upenyu hwedu huri maari kuti tifambe ndiye uye kuti tivepo ndiye,’ sokutaura kwavanyori venyu venhetembo vachiti, ‘Zvechokwadi tiri vana vake.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 ‘Nokuti maari ndimo matinorarama nomatinofamba, uye ndimo matigere.’ Sezvakarehwa navamwe vadetembi vokwenyu vachiti, ‘Tiri chibereko chake.’ Viz kapitola |