Mabasa 17:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 uye kuti vatsvage Mwari nechitarisiro chokuti vangangomutsvanzvadzira vagomuwana asi iye haasiri kure kwomumwe nomumwe wedu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 kuti ʋatȿake Mŋari, ɀimŋe ʋamutȿaŋgadzire, ʋamuwane, kunyaŋge asiri kure nomumŋe nomumŋe weɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 kuti vatsvake Mwari, zvimwe vamutsvangadzire, vamuwane, kunyange asiri kure nomumwe nomumwe wedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 uye kuti vatsvage Mwari nechitarisiro chokuti vangangomutsvanzvadzira vagomuwana asi iye haasiri kure kwomumwe nomumwe wedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 uye kuti vatsvage Mwari nechitarisiro chokuti vangangomutsvanzvadzira vagomuwana asi iye haasiri kure kwomumwe nomumwe wedu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mwari akaita izvi kuitira kuti vanhu vagomutsvaka kuti zvimwe vangamuwana, kunyange zvake asiri kure nomumwe nomumwe wedu. Viz kapitola |