Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 17:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Akaita marudzi ose avanhu kubva kumunhu mumwechete kuti vagare pasi pose. Akatema mwaka nemiganho nenyika dzavanogara,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 wakaita marudzi ose aʋanhu, acibva kunomumŋe cete, kuti agare pose panyika; ambotara ŋguʋa dzaʋakatemerwa, nemiganhu yokugara kwaʋo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 akaita marudzi ose avanhu, achibva kunomumwechete, kuti agare pose panyika; ambotara nguva dzavakatemerwa, nemiganhu yokugara kwavo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Akaita marudzi ose avanhu kubva kumunhu mumwechete kuti vagare pasi pose. Akatema mwaka nemiganho nenyika dzavanogara,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Akaita marudzi ose avanhu kubva kumunhu mumwechete kuti vagare pasi pose. Akatema mwaka nemiganho nenyika dzavanogara,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Kubva pamunhu mumwe chete akaita ndudzi dzose dzavanhu, kuti vagare panyika yose; uye akavatarira nguva nenzvimbo dzavo chaidzo dzavangagara.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 17:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy