Mabasa 17:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 ‘Mwari iyeyo ndiye akasika nyika nezvose zvirimo. Ndiye Tenzi wedenga napasi. Haagari muTemberi dzakavakwa navanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mŋari wakasika nyika neɀose ɀiri mairi, iye Tenzi weɗeŋga napasi, haagari mutembere dzakaitwa namaʋoko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Mwari akasika nyika nezvose zviri mairi, iye Tenzi wedenga napasi, haagari mutemberi dzakaitwa namaoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 ‘Mwari iyeyo ndiye akasika nyika nezvose zvirimo. Ndiye Tenzi wedenga napasi. Haagari muTemberi dzakavakwa navanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 ‘Mwari iyeyo ndiye akasika nyika nezvose zvirimo. Ndiye Tenzi wedenga napasi. Haagari muTemberi dzakavakwa navanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Mwari akasika nyika nezvinhu zvose zviri mairi ndiye Ishe wedenga napasi uye haagari mutemberi dzakavakwa namaoko. Viz kapitola |