Mabasa 17:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Nokudaro Pauro akamira pakati peAriopagusi akati, “Varume veAteni ndinoona kuti muzvinhu zvose muri vanamati Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino Pauro, amire pakati peAreopago, akati: Imi ʋarume ʋeAtene, paɀinhu ɀose ndinoʋona kuti munonamata ɀikuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino Pauro, amire pakati peAreopago, akati, “Imi varume veAteni, pazvinhu zvose ndinoona kuti munonamata zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Nokudaro Pauro akamira pakati peAriopagusi akati, “Varume veAteni ndinoona kuti muzvinhu zvose muri vanamati Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Nokudaro Pauro akamira pakati peAriopagusi akati, “Varume veAteni ndinoona kuti muzvinhu zvose muri vanamati Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo Pauro akasimuka mumusangano weAreopagasi akati, “Varume veAtene! Ndinoona kuti panzira dzose muri vanhu vechitendero zvikuru. Viz kapitola |