Mabasa 17:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pakarepo vehama vakabva vapinza Pauro munzira yokuenda kugungwa asi Sirasi naTimoti vakasarako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo hama dzakatuma Pauro pakarepo kuȿikira kuguŋgwa, asi Sirasi naTimotio ʋakasara’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo hama dzakatuma Pauro pakarepo kusvikira kugungwa, asi Sirasi naTimoti vakasarapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pakarepo vehama vakabva vapinza Pauro munzira yokuenda kugungwa asi Sirasi naTimoti vakasarako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Pakarepo vehama vakabva vapinza Pauro munzira yokuenda kugungwa asi Sirasi naTimoti vakasarako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo hama dzakaendesa Pauro kugungwa, asi Sirasi naTimoti vakasara paBheria. Viz kapitola |