Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 16:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Mapurisa akasvitsa shoko iri kuna vatongi. Vakatya pavakanzwa kuti, pamutemo vanhu ava vaiva vaRoma.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Mapurisa akaʋudza ʋatoŋgi mashoko iwayo; ʋakatya ʋacinzwa kuti ʋaRoma;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Mapurisa akaudza vatongi mashoko iwayo; vakatya vachinzwa kuti vaRoma;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Mapurisa akasvitsa shoko iri kuna vatongi. Vakatya pavakanzwa kuti, pamutemo vanhu ava vaiva vaRoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Mapurisa akasvitsa shoko iri kuna vatongi. Vakatya pavakanzwa kuti, pamutemo vanhu ava vaiva vaRoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Vabati vakandozivisa vatongi izvozvo, uye ivo vakati vanzwa kuti Pauro naSirasi vakanga vari vaRoma, vakatya kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 16:38

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy