Mabasa 16:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi Pauro akadaidzira nezwi guru achiti, “Usazvikuvadze zvako nokuti isu tose tiri muno.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo Pauro akaɗanidzira nenzwi guru, akati: Usaɀikuʋadza, nokuti tiri muno tose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo Pauro akadanidzira nezwi guru, akati, “Usazvikuvadza, nokuti tiri muno tose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi Pauro akadaidzira nezwi guru achiti, “Usazvikuvadze zvako nokuti isu tose tiri muno.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi Pauro akadaidzira nezwi guru achiti, “Usazvikuvadze zvako nokuti isu tose tiri muno.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Asi Pauro akadanidzira achiti, “Usazvikuvadza! Tiri muno tose!” Viz kapitola |