Mabasa 16:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mhomho yavanhu yakabatana navo mukuvarwisa. Vatongi vaya vakabvarura hanzu dzavo vachidzibvisa pavari. Vakati ngavarohwe neshamhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ipapo ʋanhu ʋazhinji ʋakaʋamukira ʋose, ʋatoŋgi ʋakaʋabvarurira ŋguʋo dzaʋo, ʋakaraira kuti ʋarobge neshamhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Ipapo vanhu vazhinji vakavamukira vose, vatongi vakavabvarurira nguo dzavo, vakarayira kuti varohwe neshamhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mhomho yavanhu yakabatana navo mukuvarwisa. Vatongi vaya vakabvarura hanzu dzavo vachidzibvisa pavari. Vakati ngavarohwe neshamhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mhomho yavanhu yakabatana navo mukuvarwisa. Vatongi vaya vakabvarura hanzu dzavo vachidzibvisa pavari. Vakati ngavarohwe neshamhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ungano yakabatana pakurwisa Pauro naSirasi, uye vatongi vakarayira kuti nguo dzavo dzibvarurwe uye kuti varohwe. Viz kapitola |