Mabasa 16:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Takabva ikoko tikaenda kuFiripi guta guru renyika yeMasedhonia, nyika yaiva pasi penyika yeRoma. Takagara muguta iroro kwamazuva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 tikabva’po, tikaenda Firipi, guta guru renyika yeMakedonia, raiʋa koroni yeRoma; tikagara mamŋe mazuʋa muguta iro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 tikabvapo, tikaenda Firipi, guta guru renyika yeMakedhonia, raiva koroni yeRoma; tikagara mamwe mazuva muguta iro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Takabva ikoko tikaenda kuFiripi guta guru renyika yeMasedhonia, nyika yaiva pasi penyika yeRoma. Takagara muguta iroro kwamazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Takabva ikoko tikaenda kuFiripi guta guru renyika yeMasedhonia, nyika yaiva pasi penyika yeRoma. Takagara muguta iroro kwamazuva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kubva ipapo takaenda kuFiripi, nyika yaitongwa navaRoma uye guta guru redunhu reMasedhonia. Uye takagara mazuva mazhinji ipapo. Viz kapitola |