Mabasa 16:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Takatangisa rwendo rwedu nechikepe kubva kuTiroasi tikananga kuSamotirasi chaiko. Ramangwana acho takaenda kuNeaporisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Naiɀoɀo takabva Troa necikepe, tikaruramira Samotrake; fume maŋgwana tikaȿika Neapori; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Naizvozvo takabva Turoasi nechikepe, tikaruramira Samotirake; fume mangwana tikasvika Neapori; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Takatangisa rwendo rwedu nechikepe kubva kuTiroasi tikananga kuSamotirasi chaiko. Ramangwana acho takaenda kuNeaporisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Takatangisa rwendo rwedu nechikepe kubva kuTiroasi tikananga kuSamotirasi chaiko. Ramangwana acho takaenda kuNeaporisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Tichibva paTroasi takananga kugungwa tikakwira chikepe ndokunanga kuSamotirasi, uye zuva rakatevera takasvika paNeaporisi. Viz kapitola |