Mabasa 15:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Haana kumbotisianisa navo asi akachenesa mwoyo yavo nechitendero. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 haanakutsaura pakati peɗu naʋo, ɀaakanatsa mŋoyo yaʋo nokutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 haana kutsaura pakati pedu navo, zvaakanatsa mwoyo yavo nokutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Haana kumbotisianisa navo asi akachenesa mwoyo yavo nechitendero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Haana kumbotisianisa navo asi akachenesa mwoyo yavo nechitendero. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Haana kuisa mutsauko pakati pedu navo, nokuti akanatsa mwoyo yavo nokutenda. Viz kapitola |