Mabasa 15:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asiwo Pauro akanga achifunga kuti zvakanga zvakanaka kurega kuenda nomunhu akanga ambosiyana navo muPamufiria uye munhu akanga asina kuenda navo kubasa iroro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 asi Pauro wakati haɀina‐kunaka kumutora iye, wakamboʋasiya paPamfiria, akasaenda naʋo kuɓasa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 asi Pauro akati hazvina kunaka kumutora iye, akambovasiya Pamufiria, akasaenda navo kubasa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asiwo Pauro akanga achifunga kuti zvakanga zvakanaka kurega kuenda nomunhu akanga ambosiyana navo muPamufiria uye munhu akanga asina kuenda navo kubasa iroro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Asiwo Pauro akanga achifunga kuti zvakanga zvakanaka kurega kuenda nomunhu akanga ambosiyana navo muPamufiria uye munhu akanga asina kuenda navo kubasa iroro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 asi Pauro haana kuona zvakanaka kuti vaende naye, nokuti akanga ambovasiya paPamufiria uye haana kuramba ainavo pabasa. Viz kapitola |