Mabasa 15:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Naizvozvo pavakanzi vachienda zvavo vakadzika kuAndiyoku. Vakati vaunganidza vanhu vakavagamuchidza tsamba iya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino ʋakati ʋaendiswa, ʋakaɓurukira Antiokia; ʋakaʋuŋganidza ʋanhu ʋazhinji, ʋakaʋapa ŋwadi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino vakati vaendeswa, vakaburukira Andioki; vakaunganidza vanhu vazhinji, vakavapa tsamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Naizvozvo pavakanzi vachienda zvavo vakadzika kuAndiyoku. Vakati vaunganidza vanhu vakavagamuchidza tsamba iya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Naizvozvo pavakanzi vachienda zvavo vakadzika kuAndiyoku. Vakati vaunganidza vanhu vakavagamuchidza tsamba iya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Varume ava vakaenda ndokubva vaburuka vakaenda kuAndioki, kwavakandounganidza kereke pamwe chete ndokubva vavapa tsamba. Viz kapitola |