Mabasa 15:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Isu takaungana kudai, uye tawirirana, tazviona zvakanaka, kuti tisarudze varume, tivatume kwamuri pamwechete naBhanabhasi naPauro, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 takati nomŋoyo mumŋe ɀakanaka kuti tisanaŋgure ʋarume, tiʋatumire kwamuri, pamŋe cete naBarnabasi naPauro, ʋaɗikanwa ʋeɗu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 takati nomwoyo mumwe zvakanaka kuti titsanangure varume, tivatumire kwamuri, pamwechete naBhanabhasi naPauro, vadikanwi vedu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Isu takaungana kudai, uye tawirirana, tazviona zvakanaka, kuti tisarudze varume, tivatume kwamuri pamwechete naBhanabhasi naPauro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Isu takaungana kudai, uye tawirirana, tazviona zvakanaka, kuti tisarudze varume, tivatume kwamuri pamwechete naBhanabhasi naPauro, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Saka tose takatenderana kuti tisarudze varume pakati pedu tigovatuma kwamuri pamwe chete neshamwari dzedu dzinodikanwa ivo Bhanabhasi naPauro, Viz kapitola |