Mabasa 15:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pamusana pokuti takanzwa kuti kune vamwe vanhu vakabva kwatiri vakakunetsai namashoko vachikudzongodzai mwoyo kunyange tisina kuvatuma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀatakanzwa, kuti ʋamŋe ʋakabva kwatiri, ʋatisina‐kuraira, ʋakakukaŋganisai namashoko, ʋacidziyanisa mŋeya yenyu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvatakanzwa, kuti vamwe vakabva kwatiri, vatisina kurayira, vakakukanganisai namashoko, vachidziyanisa mweya yenyu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pamusana pokuti takanzwa kuti kune vamwe vanhu vakabva kwatiri vakakunetsai namashoko vachikudzongodzai mwoyo kunyange tisina kuvatuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pamusana pokuti takanzwa kuti kune vamwe vanhu vakabva kwatiri vakakunetsai namashoko vachikudzongodzai mwoyo kunyange tisina kuvatuma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Takanzwa kuti vamwe vakabva kwatiri vasina mvumo yedu vakakanganisa pfungwa dzenyu nezvavakataura. Viz kapitola |