Mabasa 15:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi ngativanyorerei kuti varege kusvibiswa nezvifananidzo zvokunamata; varege upombwe nenyama isina kusinzwa nomusiya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 asi tiʋanyorere kuti ʋarege ɀakashatiswa neɀifananidzo, noʋupombge, neɀakadzipxa, neropa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 asi tivanyorere kuti varege zvakashatiswa nezvifananidzo, noupombwe, nezvakadzipwa, neropa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi ngativanyorerei kuti varege kusvibiswa nezvifananidzo zvokunamata; varege upombwe nenyama isina kusinzwa nomusiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi ngativanyorerei kuti varege kusvibiswa nezvifananidzo zvokunamata; varege upombwe nenyama isina kusinzwa nomusiya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi ngativanyorerei tsamba tichivataurira kuti varege kudya zvakasvibiswa nezvifananidzo, vabve paupombwe, nokudya nyama yemhuka dzakadzipwa, uye neropa. Viz kapitola |