Mabasa 15:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Naizvozvo ini ndinofunga kuti hatifaniri kunetsa vechirudzi vanotendeukira kuna Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Naiɀoɀi ini ndinoti, ŋgatirege kugumbusa aʋo pakati paʋahedeni ʋakatendeʋukira kunaMŋari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Naizvozvi ini ndinoti, ngatirege kugumbusa avo pakati pavahedheni vakatendeukira kuna Mwari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Naizvozvo ini ndinofunga kuti hatifaniri kunetsa vechirudzi vanotendeukira kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Naizvozvo ini ndinofunga kuti hatifaniri kunetsa vechirudzi vanotendeukira kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Naizvozvo, kufunga kwangu ini ndinoti hatifaniri kuomesera veDzimwe Ndudzi ava vari kutendeukira kuna Mwari. Viz kapitola |