Mabasa 15:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 kuti vamwe vanhu vose vatsvake Tenzi nevechirudzi vose vanodaidzwa nezita rangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kuti ʋakasara kuʋanhu ʋatȿake Ishe, Naʋahedeni ʋose ʋakaɗanwa nezita raŋgu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Kuti vakasara kuvanhu vatsvake Ishe, Navahedheni vose vakadanwa nezita rangu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 kuti vamwe vanhu vose vatsvake Tenzi nevechirudzi vose vanodaidzwa nezita rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 kuti vamwe vanhu vose vatsvake Tenzi nevechirudzi vose vanodaidzwa nezita rangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 kuti vakasara vavanhu vatsvake Ishe, uye neveDzimwe Ndudzi vose vanodanwa nezita rangu, ndizvo zvinotaura Ishe, anoita zvinhu izvi,’ Viz kapitola |