Mabasa 15:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Gungano rakati zii kunyarara. Vakateerera Bhanabhasi naPauro vachirondedzera zviratidzo nezvishamiso zvakaitwa naMwari nemavari pakati pevechirudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo ʋanhu ʋazhinji ʋose ʋakaramba ʋanyerere, ʋakaterera ʋanaBarnabasi naPauro ʋacirondedzera ɀiratidzo neɀishamiso, ɀakaitwa naMŋari naʋo pakati paʋahedeni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo vanhu vazhinji vose vakaramba vanyerere, vakateerera vanaBhanabhasi naPauro vachirondedzera zviratidzo nezvishamiso, zvakaitwa naMwari navo pakati pavahedheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Gungano rakati zii kunyarara. Vakateerera Bhanabhasi naPauro vachirondedzera zviratidzo nezvishamiso zvakaitwa naMwari nemavari pakati pevechirudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Gungano rakati zii kunyarara. Vakateerera Bhanabhasi naPauro vachirondedzera zviratidzo nezvishamiso zvakaitwa naMwari nemavari pakati pevechirudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Sangano rose rakanyarara pavakanga vakateerera kuna Bhanabhasi naPauro vachirondedzera pamusoro pezviratidzo nezvishamiso zvakanga zvaitwa naMwari pakati peveDzimwe Ndudzi kubudikidza navo. Viz kapitola |