Mabasa 14:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 vakazviziva vakatizira kuRisitira nokuDhebhe maguta enyika yeIkoniumu uye kunyika yakatenderedza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 iʋo ʋakaɀiziʋa, ʋakatizira Ristra neDerbe, aiʋa maguta eRikaonia, nokunyika yakapoteredza; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 ivo vakazviziva, vakatizira Risitira neDhebhe, aiva maguta eRikonia, nokunyika yakapoteredza; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 vakazviziva vakatizira kuRisitira nokuDhebhe maguta enyika yeIkoniumu uye kunyika yakatenderedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 vakazviziva vakatizira kuRisitira nokuDhebhe maguta enyika yeIkoniumu uye kunyika yakatenderedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi vakazviziva vakabva vatizira kuRistira neDhebhe maguta avaRikonia nokudunhu rose rakanga rakapoteredza, Viz kapitola |